Nehemiah 7:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaprista ʋakaŋga ʋari: Ʋana ʋaJedaya, ʋeimba yaJeshua, mazana mapfumbamŋe namakumi manomŋe naʋatatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vaprista: zvizvarwa zvaJedhaya (kubudikidza nokumhuri yaJeshua), mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi: vana vokwaJedhaya vakomana vari vemba yokwaJeshua vaiva mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vapristi vakanga vari, vana vaJedhaya, veimba yaJeshua, mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu.
Shona 2009?
Vaprista vakanga vari, vana vaJedhaya, veimba yaJeshua, mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu.
Shona SUB 2002 Bible
Vapristi vakanga vari, vana vaJedhaya, veimba yaJeshua, mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu.