Nehemiah 7:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino guta rakaŋga riri ɓamhi rakakura; asi ʋanhu ʋaiʋa’mo ʋashoma; ʋuye dzimba dzakaŋga dzicigere kuʋakwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino guta rakanga rakakura uye rakapamhamha asi maingova navanhu vashoma mariri, uye dzimba dzakanga dzisati dzavakwazve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Guta rakanga rakafara riri guru, asi vanhu vakanga varimo vaiva vashoma kusina dzimba dzakanga dzati dzavakwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino guta rakanga riri bamhi rakakura; asi vanhu vaivamo vashoma; uye dzimba dzakanga dzichigere kuvakwa.
Shona 2009?
Zvino guta rakanga riri bamhi rakakura; asi vanhu vaivamo vashoma; uye dzimba dzakanga dzichigere kuvakwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino guta rakanga riri bamhi rakakura; asi vanhu vaivamo vashoma; uye dzimba dzakanga dzichigere kuvakwa.