Nehemiah 7:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaRevi ʋakaŋga ʋari: Ʋana ʋaJeshua weKadmieri, waʋana ʋaHodeva, makumi manomŋe naʋanna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaRevhi: zvizvarwa zvaJeshua (kubudikidza naKadhimieri nokumhuri yaHodhavhia), vaiva makumi manomwe navana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaRevhi: vana vokwaJeshua vakomana vemba yokwaKadhimieri vari vokwaHodhevha vaiva makumi manomwe ana vana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaRevhi vakanga vari, vana vaJeshua weKadhimieri, wavana vaHodhevha, makumi manomwe navana.
Shona 2009?
VaRevhi vakanga vari, vana vaJeshua weKadhimieri, wavana vaHodhevha, makumi manomwe navana.
Shona SUB 2002 Bible
VaRevhi vakanga vari, vana vaJeshua weKadhimieri, wavana vaHodhevha, makumi manomwe navana.