Nehemiah 7:66 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuŋgano yose yakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀiʋiri namazana matatu namakumi matanhatu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ungano yose yaiva navanhu zviuru makumi mana navaviri ane mazana matatu namakumi matanhatu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gungano racho rose pamwechete rakanga riina vanhu zviuru makumi mana ane zviviri zvine mazana matatu ana makumi matanhatu avanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ungano yose yakasvika zviuru zvina makumi mana nezviviri namazana matatu namakumi matanhatu,
Shona 2009?
Ungano yose yakasvika zviuru zvina makumi mana nezviviri namazana matatu namakumi matanhatu,
Shona SUB 2002 Bible
Ungano yose yakasvika zviuru zvina makumi mana nezviviri namazana matatu namakumi matanhatu,