Nehemiah 7:67 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋasiŋgaʋereŋgi ʋaranda ʋaʋo naʋarandakadzi ʋaʋo, ʋakaȿika ɀuru ɀinomŋe namazana matatu namakumi matatu naʋanomŋe; ʋaiʋa naʋaimbi ʋarume naʋakadzi ʋanamazana maʋiri namakumi manna naʋashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pasina varanda vavo navarandakadzi vavo vaisvika zviuru zvinomwe namazana matatu ana makumi matatu navanomwe; uye vaivazve navarume navakadzi vaiva vaimbi vaisvika mazana maviri namakumi mana navashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tisingaverengere varanda vavo vechirume nevechikadzi vakangawo vari zviuru zvinomwe zvavanhu zvina vanhu mazana matatu ana makumi matatu navanomwe. Vakangawo vaina vaimbi varume navakadzi vaiita mazana maviri ana makumi mana navashanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vasingaverengi varanda vavo navarandakadzi vavo, vakasvika zviuru zvinomwe namazana matatu namakumi matatu navanomwe; vaiva navaimbi varume navakadzi vana mazana maviri namakumi mana navashanu.
Shona 2009?
vasingaverengi varanda vavo navarandakadzi vavo, vakasvika zviuru zvinomwe namazana matatu namakumi matatu navanomwe, vaiva navaimbi varume navakadzi vana mazana maviri namakumi mana navashanu.
Shona SUB 2002 Bible
vasingaverengi varanda vavo navarandakadzi vavo, vakasvika zviuru zvinomwe namazana matatu namakumi matatu navanomwe; vaiva navaimbi varume navakadzi vana mazana maviri namakumi mana navashanu.