Nehemiah 7:68 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mabiza aʋo aiʋa namazana manomŋe namakumi matatu namatanhatu; namahesera aʋo mazana maʋiri namakumi manna namashanu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paiva namazana manomwe namakumi matatu namatanhatu amabhiza, uye mbongoro mazana maviri namakumi mana neshanu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaiva namabhiza avo mazana manomwe ana makumi matatu ana matanhatu, nemanyurusi avo mazana maviri ana makumi mana namashanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mabhiza avo aiva namazana manomwe namakumi matatu namatanhatu; namahesera avo mazana maviri namakumi mana namashanu;
Shona 2009?
Mabhiza avo aiva namazana manomwe namakumi matatu namatanhatu; namahesera avo mazana maviri namakumi mana namashanu;
Shona SUB 2002 Bible
Mabhiza avo aiva namazana manomwe namakumi matatu namatanhatu; namahesera avo mazana maviri namakumi mana namashanu;