Nehemiah 8:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋose ʋakaʋuŋgana nomŋoyo mumŋe paɗare rakaŋga riri pamberi pesuʋo remvura; ʋakaʋudza Ezra munyori kuti aʋuye nebuku yomurairo waMosesi, wakaŋga warairwa ʋaIsraeri naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mwedzi wechinomwe wakati wasvika, uye vaIsraeri vagara mumaguta avo, vanhu vose vakaungana vakaita somunhu mumwe pachivara chakatarisana neSuo reMvura. Vakakumbira Ezira munyori kuti auye neBhuku roMurayiro waMozisi, wakanga warayirwa naJehovha kuvaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose vakazoungana vaine chinangwa chimwe munhandare pamberi pesuo guru rokuMvura. Vakataurira Ezira nyanzvi yomutemo kuti aunze bhuku romutemo waMosesi wakanga wapiwa kuvaIsiraeri naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vose vakaungana nomwoyo mumwe padare rakanga riri pamberi pesuo remvura; vakauudza Ezira munyori kuti auye nebhuku yomurayiro waMosesi, wakanga warairwa vaIsiraeri naJehovha.
Shona 2009?
Zvino vanhu vose vakaungana nomoyo mumwe padare rakanga riri pamberi pesuo remvura; vakaudza Ezira munyori kuti auye nebhuku yomurayiro waMozisi, wakanga warairwa vaIsiraeri naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vose vakaungana nomwoyo mumwe padare rakanga riri pamberi pesuwo remvura; vakauudza Ezira munyori kuti auye neBhuku roMurairo waMosesi, wakanga warairwa VaIsiraeri naJehovha.