Nehemiah 8:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋaRevi ʋakanyaradza ʋanhu ʋose, ʋaciti: Nyararai henyu, nokuti izuʋa dɀene; musaʋa neshuŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaRevhi vakanyaradza vanhu vose vakati, “Nyararai, nokuti iri izuva dzvene. Musazvidya mwoyo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo vaRevhi vakanyaradza vanhu vose vachiti, “Nyararai zvenyu nokuti zuva ranhasi izuva rinoera, zvokusuruvara, chiregai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vaRevhi vakanyaradza vanhu vose, vachiti, “Nyararai henyu, nokuti izuva dzvene; musava neshungu.”
Shona 2009?
Naizvozvo vaRevhi vakanyaradza vanhu vose, vachiti, "Nyararai henyu, nokuti izuva dzvene; musava neshungu."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vaRevhi vakanyaradza vanhu vose, vachiti, “Nyararai henyu, nokuti izuva dzvene; musava neshungu.”