Nehemiah 8:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakawana pakanyorwa mumurairo, kuti Jehova wakaraira Mosesi, kuti ʋana ʋaIsraeri ʋanofanira kugara pamatumba pamutambo womŋedzi wecinomŋe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakawana zvakanga zvakanyorwa muMurayiro, zvakanga zvarayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi, zvokuti vaIsraeri vaizogara mumatumba panguva dzomutambo womwedzi wechinomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakawana mumutemo wakapiwa naTenzi nokuna Mosesi uya makanyorwa kuti: Vanhu veIsiraeri vanofanira kugara mumatumba panguva yemazuva makuru omumwedzi wechinomwe,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakawana pakanyorwa mumurayiro, kuti Jehovha akaraira Mosesi, kuti vana vaIsiraeri vanofanira kugara pamatumba pamutambo womwedzi wechinomwe;
Shona 2009?
Vakawana pakanyorwa mumurayiro, kuti Jehovha akaraira Mozisi, kuti vana vaIsiraeri vanofanira kugara pamatumba pamutambo womwedzi wechinomwe;
Shona SUB 2002 Bible
Vakawana pakanyorwa mumurairo, kuti Jehovha akaraira Mosesi, kuti vana VaIsiraeri vanofanira kugara pamatumba pamutambo womwedzi wechinomwe;