Nehemiah 8:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye kuti ʋanofanira kuziʋisa nokuparidza shoko iro pamaguta aʋo ose, napaJerusarema, ʋaciti: Ƃuɗirai kugomo, mundotora mataʋi emiorivi, namataʋi emiorivi yomusaŋgo, namataʋi emimirte, namataʋi emicindwe, namataʋi emiti mikobvu, kuti muite matumba seɀakanyorwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kuti vaifanira kuparidza shoko iri nokuriparadzira mumaguta avo ose nomuJerusarema vachiti: Endai munyika yezvikomo muuye namapazi omuorivhi nemiti yemiorivhi yomusango, neomukonachando, nemichindwe nemiti yemimvuri, kuti muite matumba sezvazvakanyorwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye vanofanira kutaurira vanhu nokuzivisa mumaguta avo ose nomuJerusaremu kuti, “Endai muzvikomo muuye namasanzu emiorivhi neemiorivhi yomusango neomumirite neemurara neemimwewo miti ine mashizha mazhinji okugadzirisa matumba sokunyorwa kwazvakaitwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye kuti vanofanira kuzivisa nokuparidza shoko iro pamaguta avo ose, napaJerusaremu, vachiti, “Budirai kugomo, mundotora matavi emiorivhi, namatavi emiorivhi yomusango, namatavi emimirite, namatavi emichindwe, namatavi emiti mikobvu, kuti muite matumba sezvakanyorwa.”
Shona 2009?
uye kuti vanofanira kuzivisa nokuparidza shoko iro pamaguta avo ose, napaJerusaremu, vachiti, "Budirai kugomo, mundotora matavi emiorivhi, namatavi emiorivhi yomusango, namatavi emimirite, namatavi emichindwe, namatavi emiti mikobvu, kuti muite matumba sezvakanyorwa."
Shona SUB 2002 Bible
uye kuti vanofanira kuzivisa nokuparidza shoko iro pamaguta avo ose, napaJerusaremu, vachiti, “Budirai kugomo, mundotora matavi emiorivhi, namatavi emiorivhi yomusango, namatavi emimirite, namatavi emichindwe, namatavi emiti mikobvu, kuti muite matumba sezvakanyorwa.”