Nehemiah 8:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuŋgano yose yaʋakaŋga ʋakadzoka pakutapxa ʋakaita matumba, ʋakagara pamatumba; nokuti kubva pamazuʋa aJoshua mŋanakomana waNuni kuȿikira pazuʋa iro, ʋana ʋaIsraeri ʋakaŋga ʋasina‐kuita iɀoɀo. Pakaʋa nomufaro mukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ungano yose yakanga yadzoka kuutapwa yakavaka matumba ikagaramo. Kubva pamazuva aJoshua mwanakomana waNuni kusvikira pazuva iroro, vaIsraeri havana kumbopemberera saizvozvi. Uye mufaro wavo waiva mukuru kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gungano rose revanhu vakadzoka vachibva kuutapwa vaye vakazvigadzirira matumba vakagara mumatumba imomo nokuti kubvira mumazuva aJoshuwa mwanakomana waNuni kusvikira musi iwoyo, vanhu veIsiraeri vakanga vasati vambozviita, pakafarwa zvokufara zviya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ungano yose yavakanga vakadzoka pakutapwa vakaita matumba, vakagara pamatumba; nokuti kubva pamazuva aJeshua mwanakomana waNuni kusvikira pazuva iro, vana vaIsiraeri vakanga vasina kuita izvozvo. Pakava nomufaro mukuru.
Shona 2009?
Ungano yose yavakanga vakadzoka pakutapwa vakaita matumba, vakagara pamatumba; nokuti kubva pamazuva aJeshua mwanakomana waNuni kusvikira pazuva iro, vana vaIsiraeri vakanga vasina kuita izvozvo. Pakava nomufaro mukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Ungano yose yavakanga vakadzoka pakutapwa vakaita matumba, vakagara pamatumba; nokuti kubva pamazuva aJeshua mwanakomana waNuni kusvikira pazuva iro, vana VaIsiraeri vakanga vasina kuita izvozvo. Pakava nomufaro mukuru.