Nehemiah 8:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ezra akazarura buku pamberi paʋanhu ʋose; (nokuti wakaŋga amire kumsoro kwaʋanhu ʋose;) ɀino wakati aciizarura ʋanhu ʋose ndokusimuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ezira akazarura bhuku. Vanhu vose vaigona kumuona nokuti akanga akamira pakakwirira; uye paakarizarura, vanhu vose vakasimuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ezira akazarura bhuku racho vanhu vose vachiona, nokuti akanga ari nechapamusoro pavanhu vose. Paakangoriti zarurei vanhu vose vakabva vati nyandanu kusimuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ezira akazarura bhuku pamberi pavanhu vose; (nokuti akanga amire kumusoro kwavanhu vose;) zvino akati achizarura vanhu vose ndokusimuka.
Shona 2009?
Ezira akazarura bhuku pamberi pavanhu vose; (nokuti akanga amire kumusoro kwavanhu vose;) zvino akati achizarura vanhu vose ndokusimuka.
Shona SUB 2002 Bible
Ezira akazarura Bhuku pamberi pavanhu vose; (nokuti akanga amire kumusoro kwavanhu vose;) zvino akati achizarura vanhu vose ndokusimuka.