Nehemiah 9:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mukaratidza Farao ɀiratidzo neɀinoshamisa, naʋaranda ʋake ʋose, naʋanhu ʋose ʋenyika yake; nokuti makaziʋa kuti ʋakaʋaitira iɀoɀo nokuɀikudza; mukaɀiwanira rumbidzo, seɀaɀakaita nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makatuma zviratidzo nezvishamiso kuna Faro, navabati vake uye navanhu vose venyika yake, nokuti maiziva kuti vaIjipita vaizvikudza sei pamabatiro avakavaita. Makaitira zita renyu mukurumbira uripo nanhasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makaitira Farao zviratidzo nezvishamiso pamwechete namakurukota ake navanhu vomunyika make nokuti imi maizviziva kuti vaiitira madzibaba edu zenze rokuzvikudza mukabva mazviwanira zita kusvikira pari nhasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mukaratidza Farao zviratidzo nezvinoshamisa, navaranda vake vose, navanhu vose venyika yake; nokuti makaziva kuti vakavaitira izvozvo nokuzvikudza; mukazviwanira rumbidzo, sezvazvakaita nhasi.
Shona 2009?
mukaratidza Farao zviratidzo nezvinoshamisa, navaranda vake vose, navanhu vose venyika yake; nokuti makaziva kuti vakavaitira izvozvo nokuzvikudza; mukazviwanira rumbidzo, sezvazvakaita nhasi.
Shona SUB 2002 Bible
mukaratidza Farao zviratidzo nezvinoshamisa, navaranda vake vose, navanhu vose venyika yake; nokuti makaziva kuti vakavaitira izvozvo nokuzvikudza; mukazviwanira rumbidzo, sezvazvakaita nhasi.