Nehemiah 9:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukaparadzanisa guŋgwa pamberi paʋo; naiɀoɀo ʋakayambuka pakati peguŋgwa pakawoma; mukawisira ʋateʋereri ʋaʋo makadzika, sebge mumvura inesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makapamura gungwa pamberi pavo, naizvozvo vakayambuka napasi pakaoma, asi makamedza vaivatevera kwakadzika, sedombo mumvura ine simba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gungwa makariti nepakati tsemu vakatarisa vakapfuura vachitotsika zvavo pasi pakaoma pakati paro gungwa. Makakanda vaivaronda muhwenje hwemvura sedombo mumvura zhinji ine simba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukaparadzanisa gungwa pamberi pavo; naizvozvo vakayambuka pakati pegungwa pakaoma; mukawisira vateveri vavo makadzika, sebwe mumvura ine simba.
Shona 2009?
Mukaparadzanisa gungwa pamberi pavo; naizvozvo vakayambuka pakati pegungwa pakaoma; mukawisira vateveri vavo makadzika, sebwe mumvura ine simba.
Shona SUB 2002 Bible
Mukaparadzanisa gungwa pamberi pavo; naizvozvo vakayambuka pakati pegungwa pakaoma; mukawisira vateveri vavo makadzika, sebwe mumvura ine simba.