Nehemiah 9:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mukaʋapa ciŋgwa cakabva kuɗeŋga kuʋagutisa panzara yaʋo, mukaʋaɓuɗisira mvura pabge kupedza nyota yaʋo, mukaʋaraira kuti ʋapinde munyika kuiita yaʋo, iyo yamakaŋga maʋapikira kuʋapa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vari pakati penzara makavapa chingwa chaibva kudenga, uye pavakafa nenyota makavapa mvura yakabva padombo; makavaudza kuti vapinde kundotora nyika yamakanga mapika noruoko rwakasimudzwa kuti muvape.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Panzara yavo makavapa chingwa chokudya Kupodza nyota yavo, makavapfachurira mvura ichibva padombo. Makavati vapinde kundotora nyika iya, nyika yamakatsidzira kuvapa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mukavapa chingwa chakabva kudenga kuvagutisa panzara yavo, mukavabudisira mvura pabwe kupedza nyota yavo, mukavaraira kuti vapinde munyika kuiita yavo, iyo yamakanga mavapikira kuvapa.
Shona 2009?
mukavapa chingwa chakabva kudenga kuvagutisa panzara yavo, mukavabudisira mvura pabwe kupedza nyota yavo, mukavaraira kuti vapinde munyika kuiita yavo, iyo yamakanga mavapikira kuvapa.
Shona SUB 2002 Bible
mukavapa chingwa chakabva kudenga kuvagutisa panzara yavo, mukavabudisira mvura pabwe kupedza nyota yavo, mukavaraira kuti vapinde munyika kuiita yavo, iyo yamakanga mavapikira kuvapa.