Nehemiah 9:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge paŋguʋa yaʋakaɀiitira mhuru yakaʋumbga, ʋaciti: Ndiye Mŋari wenyu wakakuɓuɗisai paEgipita, ʋaka ku tsamŋisai kwaɀo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kunyange zvavo vakazviitira chifananidzo chemhuru vachiti, ‘Uyu ndiye mwari wenyu, akakubudisai kubva muIjipiti, kana pavakamhura zvinonyangadza kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange pavakazviumbira chimhuru choutare hwokunyungurusa Vakati, ‘Uyu ndiye Mwari wenyu Akakuburitsai kuIjipiti.’ Vakakushonhai zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange panguva yavakazviitira mhuru yakaumbwa, vachiti, ‘Ndiye Mwari wenyu akakubudisai paIjipiti,’ vakakutsamwisai kwazvo,
Shona 2009?
Kunyange panguva yavakazviitira mhuru yakaumbwa, vachiti, `Ndiye Mwari wenyu akakubudisai paIjipiti,' vakakutsamwisai kwazvo,
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe panguva yavakazviitira mhuru yakaumbwa, vachiti, ‘Ndiye Mwari wenyu akakubudisai muIjipiti,’ vakakutsamwisai kwazvo,