Nehemiah 9:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaʋapa ʋo mŋeya wenyu wakanaka kuʋadzidzisa, mukasanyima miromo yaʋo mana yenyu, mukaʋapa mvura kupedza nyota yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makavapa Mweya wenyu wakanaka kuti uvarayire. Hamuna kuvanyima mana yenyu, uye panyota yavo makavapa mvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makavapa Mweya wenyu wakanaka wokuvadzidzisa, Mana yenyu yokuti vadye hamuna kuvanyima Makavapawo mvura yokupodza nyota yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makavapawo mweya wenyu wakanaka kuvadzidzisa, mukasanyima miromo yavo mana yenyu, mukavapa mvura kupedza nyota yavo.
Shona 2009?
Makavapawo mweya wenyu wakanaka kuvadzidzisa, mukasanyima miromo yavo mana*yenyu, mukavapa mvura kupedza nyota yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Makavapawo mweya wenyu wakanaka kuvadzidzisa, mukasanyima miromo yavo mana yenyu, mukavapa mvura kupedza nyota yavo.