Nehemiah 9:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukawanza ʋana ʋaʋo ʋakaita senyeredzi dzokuɗeŋga; mukaʋaȿitsa panyika yamakaʋudza madziɓaɓa aʋo kuti ʋacapinda’mo kuzoiita yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makaita kuti vana vavo vawande senyeredzi dziri mudenga, mukavauyisa kunyika yamakaudza madzibaba avo kuti vapinde vaitore.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makavapa vana vakawanda senyenyedzi dzedenga mukauya navo munyika yamakanga matsidzira madzibaba kuzopindamo vachiita yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukawanza vana vavo vakaita senyeredzi dzokudenga; mukavasvitsa panyika yamakaudza madzibaba avo kuti vachapindamo kuzoiita yavo.
Shona 2009?
Mukawanza vana vavo vakaita senyeredzi dzokudenga; mukavasvitsa panyika yamakaudza madzibaba avo kuti vachapindamo kuzoiita yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Mukawanza vana vavo vakaita senyenyedzi dzokudenga; mukavasvitsa panyika yamakaudza madzibaba avo kuti vachapindamo kuzoiita yavo.