Nehemiah 9:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro haʋana‐kuterera, ʋakakumukirai, ʋakarashira murau wenyu shure kwemisana yaʋo ʋakaʋuraya ʋaprofita ʋenyu ʋaiʋapupurira, ʋaciɗa kuʋadzosera ɀe kwamuri, ʋaka ku tsamŋisai kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi havana kuteerera uye vakakumukirai; vakafuratira murayiro wenyu. Vakauraya vaprofita venyu, vaivarayira kuti vadzokere kwamuri; vakamhura zvainyadza kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kunyange zvakadaro zvazvo havana kuteerera, vakakupandukirai. Mitemo yenyu vakakanda pasi, vakauraya vaporofita venyu vaivakurudzira kuti vatendeukire kwamuri; vakaita zvikuru zvokukushonhai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro havana kuteerera, vakakumukirai, vakarashira murau wenyu shure kwemisana yavo vakauraya vaporofita venyu vaivapupurira, vachida kuvadzoserazve kwamuri, vakakutsamwisai kwazvo.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro havana kuteerera, vakakumukirai, vakarashira murau wenyu shure kwemisana yavo vakauraya vaporofita venyu vaivapupurira, vachida kuvadzoserazve kwamuri, vakakutsamwisai kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro havana kuteerera, vakakumukirai, vakarashira murau wenyu shure kwemisana yavo vakauraya vaporofita venyu vaivapupurira, vachida kuvadzoserazve kwamuri, vakakutsamwisai kwazvo.