Nehemiah 9:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka makaʋaisa mumaʋoko aʋadziʋisi ʋaʋo, ʋakaʋamanikidza; ɀino paŋguʋa yokutambudzika kwaʋo, pakucema kwaʋo kwamuri, makaʋanzwa iko kuɗeŋga, netsitsi dzenyu zhinji mukaʋapa ʋarwiri ʋakaʋarwira pamaʋoko aʋadziʋisi ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo makavaisa kuvavengi vavo, avo vakavadzvinyirira. Asi pavakanga vava kudzvinyirirwa vakachema kwamuri. Makavanzwa muri kudenga, uye nengoni dzenyu huru makavapa vadzikinuri, vakavarwira kubva mumaoko avavengi vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo imi makavaisa mumaoko avavengi vavo vakavaonesa nhamo. Panguva yenhamo yavo iyoyo vakachema kwamuri, muri kudenga ikoko makavanzwa. Netsiye dzenyu nyoro dzakawanda makavapa vanunuri vakavanunura mumaoko evavengi vavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka makavaisa mumaoko avadzivisi vavo, vakavamanikidza; zvino panguva yokutambudzika kwavo, pakuchema kwavo kwamuri, makavanzwa iko kudenga, netsitsi dzenyu zhinji mukavapa varwiri vakavarwira pamaoko avadzivisi vavo.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible