Nehemiah 9:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro, netsitsi dzenyu zhinji hamuna‐kuʋapedza cose, kana kuʋarasha, nokuti muri Mŋari unenyasha netsitsi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi netsitsi dzenyu huru hamuna kuvaparadza kana kuvarasa, nokuti muri Mwari ane nyasha netsitsi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvazvo zvakadaro netsiye dzenyu nyoro dzakawanda hamuna kubva mavatsakatisa kana kuvafuratira nokuti imi muri Mwari ane ngoni ane tsitsi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro, netsitsi dzenyu zhinji hamuna kuvapedza chose, kana kuvarasha, nokuti muri Mwari une nyasha netsitsi.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro, netsitsi dzenyu zhinji hamuna kuvapedza chose, kana kuvarasha, nokuti muri Mwari une nyasha netsitsi.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro, netsitsi dzenyu zhinji hamuna kuvapedza chose, kana kuvarasha, nokuti muri Mwari une nyasha netsitsi.