Nehemiah 9:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge madzimambo eɗu, namacinda eɗu, naʋaprista ʋeɗu, namadziɓaɓa eɗu, haʋana‐kuceŋgeta murau wenyu, kana kuterera mirairo yenyu neɀipupuriro ɀenyu, ɀamakaʋapupurira naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzimambo edu, vatungamiri vedu, vaprista vedu namadzibaba edu havana kutevera murayiro wenyu; havana kuita hanya nokurayira kwenyu kana yambiro dzamakavapa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzimambo edu navatungamiriri vedu navapristi vedu namadzibaba edu havana kuchengeta mutemo wenyu kana kumboita hanya nomurao wenyu kana yambiro dzamakavayambira nadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange madzimambo edu, namachinda edu, navapristi vedu, namadzibaba edu, havana kuchengeta murau wenyu, kana kuteerera mirairo yenyu nezvipupuriro zvenyu, zvamakavapupurira nazvo.
Shona 2009?
Kunyange madzimambo edu, namachinda edu, navaprista vedu, namadzibaba edu, havana kuchengeta murau wenyu, kana kuteerera mirairo yenyu nezvipupuriro zvenyu, zvamakavapupurira nazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe madzimambo edu, namachinda edu, navapristi vedu, namadzibaba edu, havana kuchengeta murau wenyu, kana kuteerera mirairo yenyu nezvipupuriro zvenyu, zvamakavapupurira nazvo.