Nehemiah 9:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, tiri ʋaranda nhasi, ʋuye kana iri nyika yamakapa madziɓaɓa eɗu, kuti ʋadye ɀiɓereko ɀayo neɀakanaka ɀayo, tarirai, tiri ʋaranda mairi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi tarirai, tava nhapwa nhasi, nhapwa munyika yamakapa madzitateguru edu kuti vadye zvibereko zvayo uye nezvimwe zvakanaka zvainobereka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezvi nhasi uno tiri varanda kudai munyika yamakapa madzibaba edu kuti vanakirwe zvavo nemichero yayo nezvipo zvayo zvakanaka, chionai zvino, tangova varanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, tiri varanda nhasi uye kana iri nyika yamakapa madzibaba edu, kuti vadye zvibereko zvayo nezvakanaka zvayo, tarirai, tiri varanda mairi.
Shona 2009?
Tarirai, tiri varanda nhasi uye kana iri nyika yamakapa madzibaba edu, kuti vadye zvibereko zvayo nezvakanaka zvayo, tarirai, tiri varanda mairi.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, tiri varanda nhasi uye kana iri nyika yamakapa madzibaba edu, kuti vadye zvibereko zvayo nezvakanaka zvayo, tarirai, tiri varanda mairi.