Nehemiah 9:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀose ɀakaɗaro haɀo, tinoita suŋgano inesimba, ticiinyora; namacinda eɗu, naʋaRevi ʋeɗu, naʋaprista ʋeɗu ʋanoisimbisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokuda kwezvose izvi, tiri kuita chitenderano chakasimba, tichichinyora, vatungamiri vedu, uye vaRevhi vedu uye navaprista vedu vachaisa chisimbiso chavo pachiri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana paizvozvi zvose tinosunga chitenderano tigochinyora, vatungamiriri vedu nevaRevhi navapristi vaise pachiri chidhindo chavo choumbo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kunyange zvose zvakadaro hazvo, tinoita sungano ine simba, tichiinyora; namachinda edu, navaRevhi vedu, navapristi vedu vanoisimbisa.”
Shona 2009?
"Kunyange zvose zvakadaro hazvo, tinoita sungano ine simba, tichiinyora; namachinda edu, navaRevhi vedu, navaprista vedu vanoisimbisa."
Shona SUB 2002 Bible
“Kunyangwe zvose zvakadaro hazvo, tinoita sungano ine simba, tichiinyora; namachinda edu, navaRevhi vedu, navapristi vedu vanoisimbisa.”