Nehemiah 9:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndimi Jehova Mŋari wakatsaura Abrama, mukamuɓuɗisa paUri raʋaKardea, mukamupa zita rinonzi Abrahama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndimi Jehovha Mwari, makasarudza Abhurahama mukamubudisa munyika yeUri yavaKaradhea mukamutumidza kuti Abhurahama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Imi Tenzi Mwari ndimi makasarudza Abhuramu, mukamuburitsa kuUru yevechiKaradhea mukazoti zita rake rinzi Abhurahamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndimi Jehovha Mwari akatsaura Abhuramu, mukamubudisa paUri ravaKaradhea, mukamupa zita rinonzi Abhurahamu;
Shona 2009?
Ndimi Jehovha Mwari akatsaura Abhuramu, mukamubudisa paUri ravaKaradhea, mukamupa zita rinonzi Abhurahamu;
Shona SUB 2002 Bible
Ndimi Jehovha Mwari akatsaura Abhuramu, mukamubudisa paUri ravaKaradhia, mukamupa zita rinonzi Abhurahamu;