Numbers 1:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋakaɗanwa paʋuŋgano, ari macinda amarudzi amadziɓaɓa aʋo, ʋakuru ʋedzimba dzaʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava ndivo varume vakatsaurwa kubva paungano, ivo vatungamiri vamarudzi amadzibaba avo. Ndivo vaiva vakuru vedzimba dzavaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava ndivo vakasarudzwa mugungano rose, vaiva vatungamiriri mumadzinza avo, variwo vakuru vakuru mudzimhuri dzavaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vakadanwa paungano, ari machinda amarudzi amadzibaba avo, vakuru vedzimba dzavaIsiraeri.
Shona 2009?
Ndivo vakadamwa paungano, ari machinda amarudzi amadzibaba avo, vakuru vedzimba dzavaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vakadanwa paungano, ari machinda amarudzi amadzibaba avo, vakuru vedzimba dzaVaIsiraeri.