Numbers 1:45 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋose ʋakaʋereŋgwa ʋaʋana ʋaIsraeri nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋakaŋga ʋanamakore makumi maʋiri naʋanopfuʋura, ʋose ʋaigona kundorwa pakati paʋaIsraeri,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vose vaiva namakore makumi maviri kana anodarika vaigona kurwa muhondo yeIsraeri vakaverengwa maererano nemhuri dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka vaIsiraeri vose vakaverengwa vaiva varume vane makumi maviri amakore navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo, muIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vose vakaverengwa vavana vaIsiraeri nedzimba dzamadzibaba avo, vakanga vana makore makumi maviri navanopfuura, vose vaigona kundorwa pakati pavaIsiraeri,
Shona 2009?
Naizvozvo vose vakaverengwa vavana vaIsiraeri nedzimba dzamadzibaba avo, vakanga vana makore makumi maviri navanopfuura, vose vaigona kundorwa pakati pavaIsiraeri,
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vose vakaverengwa vavana VaIsiraeri nedzimba dzamadzibaba avo, vakanga vana makore makumi maviri navanopfuura, vose vaigona kundorwa pakati paVaIsiraeri,