Numbers 1:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo mazita aʋarume ʋanofanira kukuɓatsirai: WokwaRubeni, Erizuri, mŋanakomana waShedeuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo mazita avarume vanofanira kukubatsira: kubva kwaRubheni, Erizuri mwanakomana waShedheuri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mazita avarume vokukubatsirai ndiwo aya: mudzinza raRubheni, torai Erizuru mwanakomana waShedheuru;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo mazita avarume vanofanira kukubatsirai: WokwaRubheni, Erizuri, mwanakomana waShedheuri.
Shona 2009?
Ndiwo mazita avarume vanofanira kukubatsirai: WokwaRubheni, Erizuri, mwanakomana waShedheuri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo mazita avarume vanofanira kukubatsirai: WokwaRubheni, Erizuri, mwanakomana waShedheuri.