Numbers 10:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakutaŋga mureza weɓoka raʋana ʋaJuda wakasimuka namapoka aʋo; ɓoka rake rakaŋga ricirairwa naNashoni, mŋanakomana waAminadabi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapoka omusasa waJudha ndiwo akatanga kuenda, pasi pomureza wavo. Nashoni mwanakomana waAminadhabhi akanga achivatungamirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vomureza wedzinza raJudha ndivo vakatanga kufamba vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naNahishoni mwanakomana waAminadhabhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakutanga mureza weboka ravana vaJudha wakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naNashoni, mwanakomana waAminadhabhu.
Shona 2009?
Pakutanga mureza weboka ravana vaJudha wakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naNashoni, mwanakomana waAminadhabhu.
Shona SUB 2002 Bible
Pakutanga mureza weboka ravana vaJudha wakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naNashoni, mwanakomana waAminadhabhu.