Numbers 10:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mureza weɓoka raRubeni wakasimuka namapoka aʋo; ɓoka rake rakaŋga ricirairwa naErizuri, mŋanakomana waShedeuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapoka omusasa waRubheni akatevera, vari pasi pomureza wavo. Erizuri mwanakomana waShedheuri ndiye akanga achivatungamirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaiteverwa nevanhu vedzinza rokwaRubheni vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naErizuru mwanakomana waShedheuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mureza weboka raRubheni wakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naErizuri, mwanakomana waShedheuri.
Shona 2009?
Zvino mureza weboka raRubheni wakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naErizuri, mwanakomana waShedheuri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mureza weboka raRubheni wakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naErizuri, mwanakomana waShedheuri.