Numbers 10:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mureza weɓoka raʋana ʋaDani, ndiʋo ʋokupedzisira pamapoka ose, ʋakasimuka namapoka aʋo; ɓoka rake rakaŋga ricirairwa naAhiezeri, mŋanakomana waAmishadai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakupedzisira, samapoka aichengetedza kumashure kwamapoka ose, mapoka omusasa waDhani akasimuka, ari pasi pomureza wavo. Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai ndiye akanga achivatungamirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vomureza wedzinza raDhani, ndivo vaipedzisera kusimuka, vachitsigira vari shure, vari mumapoka avo. Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai ndiye aivatungamirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mureza weboka ravana vaDhani, ndivo vokupedzisira pamapoka ose, vakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naAhiezeri, mwanakomana waAmishadhai.
Shona 2009?
Ipapo mureza weboka ravana vaDhani, ndivo vokupedzisira pamapoka ose, vakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naAhiezeri, mwanakomana waAmishadhai.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mureza weboka ravana vaDhani, ndivo vokupedzisira pamapoka ose, vakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naAhiezeri, mwanakomana waAmishadhai.