Numbers 10:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiko kufamba kwaʋana ʋaIsraeri namapoka aʋo; ʋakasimuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo akanga ari mafambiro amapoka avaIsraeri pakusimuka kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aya ndiwo mafambiro aiita vaIsiraeri vari mumapoka avo pavainge vopinda murwendo rwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiko kufamba kwavana vaIsiraeri namapoka avo; vakasimuka.
Shona 2009?
Ndiko kufamba kwavana VaIsiraeri namapoka avo vakasimuka.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiko kufamba kwavana VaIsiraeri namapoka avo; vakasimuka.