Numbers 10:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋacidziridza ʋuŋgano yose inofanira kuʋuŋgana kwauri pamukoʋa wetente rokusoŋgana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzikaridzwa dzose dziri mbiri, ungano yose inofanira kuungana pamberi pako pamukova weTende Rokusangana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana kwaridzwa mabhosvo maviri vaIsiraeri vose ngavaungane kwaunenge uri kumusuo wetendhe rokusanganira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vachidziridza ungano yose inofanira kuungana kwauri pamukova wetende rokusangana.
Shona 2009?
Kana vachidziridza ungano yose inofanira kuungana kwauri pamukova wetende rokusangana.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vachidziridza ungano yose inofanira kuungana kwauri pamukova wetende rokusangana.