Numbers 10:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Ndinonyeŋgetera kuti murege henyu kutisiya, ɀamunoziʋa mudzikirwe wamatente eɗu murenje, mucaʋa meso eɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mozisi akati kwaari, “Ndapota hangu regai kutisiya. Munoziva patinofanira kuvaka musasa wedu murenje, uye imi mungava meso edu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akati, “Ndapota musatisiye. Imi munoziva kwatingandodzika matendhe murenje. Ndimi mungatotitungamirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Ndinonyengetera kuti murege henyu kutisiya, zvamunoziva kudzikirwe wamatende edu murenje, muchava meso edu.
Shona 2009?
Iye akati, "Ndinonyengetera kuti murege henyu kutisiya, zvamunoziva mudzikirwe wamatende edu murenje, muchava meso edu.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Ndinonyengetera kuti murege henyu kutisiya, zvamunoziva kudzikirwe wamatende edu murenje, muchava meso edu.