Numbers 10:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mukaenda nesu, kana Jehova akatiitira ɀakanaka ɀipi neɀipi, ticakuitirai iɀoɀo ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mukaenda nesu, tichagovana nemi chinhu chipi nechipi chatichapiwa naJehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mukaenda nesu tichazokamurirana makomborero ose atichapiwa naTenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mukaenda nesu, kana Jehovha akatiitira zvakanaka zvipi nezvipi, tichakuitirai izvozvowo.”
Shona 2009?
Kana mukaenda nesu, kana Jehovha akatiitira zvakanaka zvipi nezvipi, tichakuitirai izvozvowo."
Shona SUB 2002 Bible
Kana mukaenda nesu, kana Jehovha akatiitira zvakanaka zvipi nezvipi, tichakuitirai izvozvowo.”