Numbers 10:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakasimuka pagomo raJehova, ʋakafamba mazuʋa matatu; areka yesuŋgano yaJehova ikaʋatuŋgamirira mazuʋa matatu, kuʋatȿakira pokuzorora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakasimuka kubva pagomo raJehovha vakafamba kwamazuva matatu. Areka yaJehovha yesungano yakavatungamirira pamazuva matatu iwayo kuti vatsvakirwe nzvimbo yokuzororera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri pavakabva pagomo raTenzi riya vakafamba mazuva matatu. Bhokisi rechitenderano chaTenzi rakafanotungamira mazuva matatu kundovatsvakira pokudzika matendhe avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakasimuka pagomo raJehovha, vakafamba mazuva matatu; areka yesungano yaJehovha ikavatungamirira mazuva matatu, kuvatsvakira pokuzorora.
Shona 2009?
Zvino vakasimuka pagomo raJehovha, vakafamba mazuva matatu; areka yesungano yaJehovha ikavatungamirira mazuva matatu, kuvatsvakira pokuzorora.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakasimuka pagomo raJehovha, vakafamba mazuva matatu; areka yesungano yaJehovha ikavatungamirira mazuva matatu, kuvatsvakira pokuzorora.