Numbers 10:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana muciridzisa rwecipiri mapoka okurutiʋi rwezasi anofanira kusimuka, ʋafambe; ʋanofanira kuridzisa kana ʋofamba nzendo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paunoridza hwamanda yechipiri, misasa yezasi inofanira kufamba. Kurira kwehwamanda kuchava chiratidzo chokuti mufambe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mabhosvo aridzwa setsuri kechipiri, madzinza akadzika matendhe awo kumaodzanyemba kwetendhe rinoera ngaapinde munzira. Tsuri ngairidzwe nguva dzose dzavanosungirwa kutama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana muchiridzisa rwechipiri mapoka okurutivi rwezasi anofanira kusimuka, vafambe; vanofanira kuridzisa kana vofamba nzendo.
Shona 2009?
Kana muchiridzisa rwechipiri mapoka okurutivi rwezasi anofanira kusimuka, vafambe; vanofanira kuridzisa kana vofamba nzendo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana muchiridzisa rwechipiri mapoka okurutivi rwezasi anofanira kusimuka, vafambe; vanofanira kuridzisa kana vofamba nzendo.