Numbers 10:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ʋuŋgano icifanira kuʋuŋganidzwa, munofanira kuridza, asi musaridzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuti ungano iungane, muridze hwamanda, asi kwete namaridziro mamwe chetewo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana zviri zvokuti vanhu vaungane ngakuridzwe mabhosvo asingaridzwi setsuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana ungano ichifanira kuunganidzwa, munofanira kuridza, asi musaridzisa.
Shona 2009?
Asi kana ungano ichifanira kuunganidzwa, munofanira kuridza, asi musaridzisa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana ungano ichifanira kuunganidzwa, munofanira kuridza, asi musaridzisa.