Numbers 11:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicawanepiko nyama yandiŋgapa ʋanhu aʋa ʋose? Nokuti ʋanondicemera, ʋaciti: Tipe nyama, tidye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndingawanepiko nyama yandingapa vanhu vose ava? Vanoramba vachingondichemera vachiti, ‘Tipe nyama yokudya.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko nyama yandingape vanhu vose ava ndingaiwane kupiko, zvavari kuchema vachiti tipe nyama tidye?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichawanepiko nyama yandingapa vanhu ava vose? Nokuti vanondichemera, vachiti, ‘Tipe nyama, tidye.’
Shona 2009?
Ndichawanepiko nyama yandingapa vanhu ava vose? Nokuti vanondichemera, vachiti, `Tipe nyama, tidye.'
Shona SUB 2002 Bible
Ndichawanepiko nyama yandingapa vanhu ava vose? Nokuti vanondichemera, vachiti, ‘Tipe nyama, tidye.’