Numbers 11:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handigoni kutakura ʋanhu aʋa ʋose ndoga, nokuti ɀinondiremera kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handingatakuri vanhu ava vose ndoga; mutoro unondiremera kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini handichagoni kuita basa rokutungamirira vanhu ava ndiri ndoga, zvandiremera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handigoni kutakura vanhu ava vose ndoga, nokuti zvinondiremera kwazvo.
Shona 2009?
Handigoni kutakura vanhu ava vose ndoga, nokuti zvinondiremera kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Handigoni kutakura vanhu ava vose ndoga, nokuti zvinondiremera kwazvo.