Numbers 11:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehova akati kunaMosesi: Ko ruʋoko rwaJehova rwakafupiswa here? Ucaʋona hako ɀino kana shoko raŋgu riciitika kana risiŋgaitiki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akapindura Mozisi achiti, “Ko, ruoko rwaJehovha rwakapfupiswa here? Zvino uchaona kuti zvandinoreva zvichaitika here kana kuti kwete.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ndokuti, “Ko kune chii chingatadze kuitwa nesimba rangu? Zvino muchaona kuti zvandataura zvinoitika here kana kuti kwete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Ko ruoko rwaJehovha rwakafupiswa here? Uchaona hako zvino kana shoko rangu richiitika kana risingaitiki.”
Shona 2009?
Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, "Ko ruoko rwaJehovha rwakafupiswa here? Uchaona hako zvino kana shoko rangu richiitika kana risingaitiki
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Ko ruoko rwaJehovha rwakafupiswa here? Uchaona hako zvino kana shoko rangu richiitika kana risingaitiki.”