Numbers 11:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe mukomana wakamhanya, akandoʋudza Mosesi, akati: Erdadi naMedadi ʋanoprofita pamisasa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe mujaya akamhanya akandoudza Mozisi akati, “Eridhadhi naMedhadhi vari kuprofita vari mumusasa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rimwe jaya rakamhanya kundoudza Mosesi kuti Eridhadhi naMedhadhi vari kuporofita mumatendhe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe mukomana akamhanya, akandoudza Mosesi, akati, “Eridhadhi naMedhadhi vanoporofita pamisasa.”
Shona 2009?
Zvino mumwe mukomana akamhanya, akandoudza Mozisi, akati, "Eridhadhi naMedhadhi vanoporofita pamisasa."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe mukomana akamhanya, akandoudza Mosesi, akati, “Eridhadhi naMedhadhi vanoporofita pamisasa.”