Numbers 11:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zita renɀimbo iyo rikanzi Tabera, nokuti mŋoto waJehova wakapfuta’po pakati paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka nzvimbo iyo yakanzi Tabhera, nokuti moto wakabva kuna Jehovha ukapisa pakati pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo nzvimbo iyoyo yakanzi Tabhera nokuti moto waTenzi wakanganduma pakati pavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zita renzvimbo iyo rikanzi Tabhera, nokuti moto waJehovha wakapfutapo pakati pavo.
Shona 2009?
Zita renzvimbo iyo rikanzi Tabhera, nokuti moto waJehovha wakapfutapo pakati pavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zita renzvimbo iyo rikanzi Tabhera, nokuti moto waJehovha akapfutapo pakati pavo.