Numbers 11:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋakasimuka ʋakabva Kibroti‐hataʋa ʋakaȿika Hazeroti; ʋakagara paHazeroti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakabva paKibhuroti Hatava vakaenda kuHazeroti vakandogara ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatama kuKibhurotihatiaavha vakaenda kuHazeroti, vakambogara kuHazeroti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vakasimuka vakabva Kibhuroti‐hatava vakasvika Hazeroti; vakagara paHazeroti.
Shona 2009?
Vanhu vakasimuka vakabva Kibhuroti-hatava vakasvika Hazeroti; vakagara paHazeroti.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vakasimuka vakabva Kibhuroti–hatava vakasvika Hazeroti; vakagara paHazeroti.