Numbers 11:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino mŋeya yeɗu yawoma, hapane ɀokudya cose, hapanecinhu catinoʋona, asi mana iyi ɓedzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino tafinhwa; hapana chimwe chinhu chatiri kuwana kunze kwemana iyi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino miviri yedu yarukutika. Hapana chimwe chokudya kana chii zvacho kunze kwemana iyoyi yatangotarisana nayo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvino mweya yedu yaoma, hapana zvokudya chose, hapana chinhu chatinoona, asi mana iyi bedzi.”
Shona 2009?
Asi zvino mweya yedu yaoma, hapana zvokudya chose, hapana chinhu chatinoona, asi mana*iyi bedzi."
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvino mweya yedu yaoma, hapana zvokudya chose, hapana chinhu chatinoona, asi mana iyi bedzi.”