Numbers 11:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ɗoʋa riciwira pamisasa ʋusiku, mana yakawa ʋo pamŋe cete naro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dova raiti rawira pamusoro pomusasa usiku, mana yaiwawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dova paraidonha usiku muruvanze rwamatendhe mana yaidonhawo pamwechete naro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana dova richiwira pamisasa usiku, mana yakawawo pamwechete naro.
Shona 2009?
Kana dova richiwira pamisasa usiku, mana*yakawawo pamwechete naro.
Shona SUB 2002 Bible
Kana dova richiwira pamisasa usiku, mana yakawawo pamwechete naro.