Numbers 12:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Aroni akati kunaMosesi: Haiwa, Ishe waŋgu, musaisa mhoȿa yeɀiʋi pamsoro peɗu, kunyaŋge takaita heɗu noʋupenzi, tikatadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kuna Mozisi, “Ndapota, ishe wangu, regai kuisa pamusoro pedu chivi chataita noupenzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aroni ndokutaura naMosesi achiti, “Changamire ndapota! Regai kutirwadzisa muchitirangira kutadza kwatakaitira muupenzi hwedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Aroni akati kuna Mosesi, “Haiwa, Ishe wangu, musaisa mhosva yezvivi pamusoro pedu, kunyange takaita hedu noupenzi, tikatadza.
Shona 2009?
Zvino Aroni akati kuna Mozisi, "Haiwa, Ishe wangu, musaisa mhosva yezvivi pamusoro pedu,kunyange takaita hedu noupenzi, tikatadza.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Aroni akati kuna Mosesi, “Haiwa, Ishe wangu, musaisa mhosva yezvivi pamusoro pedu, kunyangwe takaita hedu noupenzi, tikatadza.