Numbers 12:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kunaMosesi: Ƌai ɓaɓa ʋake ʋakaŋga ʋamupfira mate kuciso cake, haazaifanira kunyara mazuʋa manomŋe here? Ŋgaaɓuɗiswe kunze kwemisasa mazuʋa manomŋe, agopinzwa pashure.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akapindura Mozisi achiti, “Dai baba vake vanga vamupfira kumeso kwake, haazainyara kwamazuva manomwe here? Mubudise kunze kwomusasa kwamazuva manomwe; mugomudzosa henyu pashure.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Tenzi ndokuti kuna Mosesi, “Dai vanga vari baba vake vamusvipira pauso angadai asina kunyara here kwamazuva manomwe achindogariswa kunze kwamatendhe ari oga here? Saka ngaandogara ari oga kunze kwamatendhe kwamazuva manomwe agozodzoserwa mumatendhe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kuna Mosesi, “Dai baba vake vakanga vamupfira mate kuchiso chake, haazaifanira kunyara mazuva manomwe here? Ngaabudiswe kunze kwemisasa mazuva manomwe, agopinzwa pashure.”
Shona 2009?
Jehovha akati kuna Mozisi, "Dai baba vake vakanga vamupfira mate kuchiso chake, haazaifanira kunyara mazuva manomwe here? Ngaabudiswe kunze kwemisasa mazuva manomwe, agopinzwa pashure."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kuna Mosesi, “Dai baba vake vakanga vamupfira mate kuchiso chake, haazaifanira kunyara mazuva manomwe here? Ngaabudiswe kunze kwemisasa mazuva manomwe, agopinzwa pashure.”