Numbers 12:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati: Ko Jehova wakataura naMosesi iye oga here? Ko haana‐kutaura nesu ʋo here? Jehova akaɀinzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ko, Jehovha akangotaura naMozisi oga here? Ko, haana kutaura kubudikidza nesuwo here?” Uye Jehovha akazvinzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati, “Ko Mosesi ndiye oga akangotaurirwa zvinhu naTenzi here? Ko isu hatina kutaurirwawo zvinhu naTenzi here?” Tenzi akanzwa zvavaitaura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati, “Ko Jehovha akataura naMosesi iye oga here? Ko haana kutaura nesuo here?” Jehovha akazvinzwa.
Shona 2009?
Vakati, "Ko Jehovha akataura naMozisi iye oga here? Ko haana kutaura nesuo here?" Jehovha akazvinzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati, “Ko Jehovha akataura naMosesi iye oga here? Ko haana kutaura nesuwo here?” Jehovha akazvinzwa.