Numbers 12:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino munhu uyu Mosesi wakaŋga ari munhu munyoro kwaɀo, kupfuʋura ʋanhu ʋose ʋaiʋa panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Mozisi akanga ari munhu akapfava kwazvo, akapfava kupfuura ani zvake pamusoro penyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akanga ari munhu akazvirereka kupfuura vanhu vose vapanyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino munhu uyu Mosesi akanga ari munhu munyoro kwazvo, kupfuura vanhu vose vaiva panyika.
Shona 2009?
Zvino munhu uyu Mozisi akanga ari munhu munyoro kwazvo, kupfuura vanhu vose vaiva panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino munhu uyu Mosesi akanga ari munhu munyoro kwazvo, kupfuura vanhu vose vaiva panyika.